1 VaKorinde 11
1 Teverai muenzaniso wangu, sezvandinotevera muenzaniso waKristu. Zvinofanira kuitwa paKunamata 2 Ndinokurumbidzai nokuti munondirangarira pazvinhu zvose, uye muchichengeta dzidziso, sezvandakakudzidzisai. 3 Zvino ndinoda kuti muzive kuti musoro womurume wose ndiKristu,…