1 Makoronike 21

Dhavhidhi anoverenga varwi 1 Satani akamukira Israeri akakurudzira Dhavhidhi kuti averenge vaIsraeri. 2 Saka Dhavhidhi akati kuna Joabhu navatungamiri vamapoka avarwi, “Endai mundoverenga vaIsraeri vose kubva kuBheerishebha kusvikira kuDhani. Uye…

1 Makoronike 22

1 Ipapo Dhavhidhi akati, “Imba yaJehovha Mwari inofanira kuva pano, pamwe chete nearitari yezvipiriso zvinopisirwa Israeri.” Kugadzirira kuvaka Temberi 2 Saka Dhavhidhi akarayira kuti vatorwa vose vaigara muIsraeri vaungane pamwe…

1 Makoronike 23

VaRevhi 1 Dhavhidhi paakanga akwegura ava namakore mazhinji, akaita mwanakomana wake Soromoni mambo pamusoro peIsraeri. 2 Akaunganidzawo vatungamiri vose veIsraeri pamwe chete navaprista navaRevhi. 3 VaRevhi vose vana makore makumi…

1 Makoronike 24

Mapoka aVaprista 1 Aya ndiwo aiva mapoka avanakomana vaAroni: Vanakomana vaAroni vaiva: Nadhabhi, Abhihu, Ereazari naIthamari. 2 Asi Nadhabhi naAbhihu vakafa baba vavo vasati vafa, uye vakanga vasina vanakomana; saka…

1 Makoronike 25

Vaimbi 1 Dhavhidhi, pamwe chete navatungamiri vehondo: vakatsaura vamwe vavanakomana vaAsafi, Hemari naJedhutuni kuti vaite ushumiri hwokuprofita kuchiridzwa mbira, mitengeranwa namakandira. Aya ndiwo mazita avarume vaiita basa iri. 2 Kubva…

1 Makoronike 26

Vachengeti veMikova 1 Mapoka avachengeti vemikova aiva: Kubva kuvaKorati: Mesheremia mwanakomana waKore, mumwe wavanakomana vaAsafi. 2 Mesheremia aiva navanakomana vaiti: Zekaria dangwe, Jedhiaeri wechipiri Zebhadhia wechitatu, Jatinieri wechina, 3 Eramu…

1 Makoronike 27

Mapoka eHondo 1 Aya ndiwo mazita avaIsraeri, vakuru vemhuri, vatungamiri vezviuru navatungamiri vamazana, namachinda avo, vaishandira mambo mune zvose pamusoro pamapoka avarwi ainge ari pabasa mwedzi nomwedzi mugore rose. Boka…

1 Makoronike 28

Urongwa hwaDhavhidhi pamusoro peTemberi 1 Dhavhidhi akarayira vabati veIsraeri vose kuti vaungane paJerusarema: vabati pamusoro pamarudzi, vatungamiri vamapoka aishandira mambo, vatungamiri vezviuru navatungamiri vamazana, navabati vaichengeta zvinhu nezvipfuwo zvamambo uye…

1 Makoronike 29

Zvipo Zvokuvakisa Temberi 1 Ipapo Mambo Dhavhidhi akati kuungano yose, “Mwanakomana wangu Soromoni uyo asarudzwa naMwari mudiki uye haasati ava kunyatsogona. Basa iri iguru kwazvo nokuti muzinda uyu hausi womunhu…

1 Makoronike 1

Zvinyorwa zvenhoroondo kubva kuna Adhamu kusvika kuna Abhurahama Kusvika kuvanakomana vaNoa 1 Adhamu, Seti, Enoshi, 2 Kenani, Maharareri, Jaredhi, 3 Inoki, Metusera, Rameki, Noa. 4 Vanakomana vaNoa vaiva: Shemu, Hamu,…