1 Madzimambo 1

Adhoniya anozvigadza Umambo 1 Mambo Dhavhidhi akanga akwegura, ava namakore mazhinji, asi akanga asingadziyirwi kunyange vaimufukidza namagumbeze. 2 Naizvozvo, varanda vake vakati kwaari, “Ngatitsvakirei mambo wedu mhandara kuti imushandire nokumuchengeta….

1 Madzimambo 2

Dhavhidhi anorayira Soromoni 1 Zvino nguva yokufa kwaDhavhidhi yakati yoswedera, akarayira Soromoni mwanakomana wake, 2 achiti, “Ndava pedyo nokuenda nenzira yenyika yose. Naizvozvo iva munhu akasimba, uve murume, 3 ucherechedze…

1 Madzimambo 3

Soromoni anokumbira Uchenjeri 1 Soromoni akaita ukama naFaro, mambo weIjipiti akawana mwanasikana wake. Akauya naye kuGuta raDhavhidhi kusvikira apedza kuvaka muzinda wake netemberi yaJehovha, norusvingo runopoteredza Jerusarema. 2 Asi, vanhu…

1 Madzimambo 4

Machinda aSoromoni 1 Saka Mambo Soromoni akanga ari mambo weIsraeri yose. 2 Ava ndivo vaiva machinda ake: Azaria mwanakomana waZadhoki aiva muprista; 3 Erihorefi naAhija, vanakomana vaShisha vaiva vanyori; Jehoshafati…

1 Madzimambo 5

Soromoni anogadzirira kuvaka Temberi 1 Hiramu mambo weTire akati anzwa kuti Soromoni akanga azodzwa kuti ave mambo panzvimbo yababa vake Dhavhidhi, akatuma nhume dzake kuna Soromoni, nokuti Hiramu akanga agara…

1 Madzimambo 6

Soromoni anovaka Temberi 1 Zvino mugore ramazana mana namakumi masere mushure mokubuda kwavaIsraeri munyika yeIjipiti, mugore rechina rokubata ushe kwaSoromoni pamusoro peIsraeri, mumwedzi waZivhi, unova mwedzi wechipiri, akatanga kuvaka temberi…

1 Madzimambo 7

Soromoni anovaka Muzinda Wake 1 Zvisinei, zvakatorera Soromoni makore gumi namatatu kuti apedze kuvaka muzinda wake. 2 Akavaka Muzinda weSango reRebhanoni wakanga wakareba makubhiti zanaa, upamhi hwawo huri makubhiti makumi…

1 Madzimambo 8

Temberi inotsaurirwa Jehovha 1 Ipapo Soromoni akaunganidza pamberi pake vakuru veIsraeri navatungamiri vamarudzi muJerusarema namadzishe emhuri dzavaIsraeri, kuti vauyise areka yesungano yaJehovha kubva kuZioni, Guta raDhavhidhi. 2 Vanhu vose veIsraeri…

1 Madzimambo 9

Jehovha anozviratidza kuna Soromoni 1 Zvino Soromoni akati apedza kuvaka temberi yaJehovha nomuzinda wamambo nezvose zvaaida kuvaka, 2 Jehovha akazviratidza kwaari kechipiri, sezvaakazviratidza kwaari paGibheoni. 3 Jehovha akati kwaari: “Ndanzwa…

1 Madzimambo 10

Mambokadzi weShebha anoshanyira Soromoni 1 Zvino mambokadzi weShebha akati anzwa nezvomukurumbira waSoromoni noukama hwake nezita raJehovha, akauya kuzomuedza nemibvunzo yakaoma. 2 Akasvika paJerusarema navanhu vakawanda, nengamera dzakanga dzakatakura zvinonhuwira, goridhe…